2 Vakorinde 5:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino tinoziva kuti kana imba yedu yapanyika yatinogara mairi iyi yaparadzwa, tine imba inobva kuna Mwari, imba isina kuvakwa namaoko avanhu, inogara nokusingaperi kudenga.

2 Vakorinde 5

2 Vakorinde 5:1-9