2 Vakorinde 4:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi zvose zvinoitwa nokuda kwenyu, kuitira kuti nyasha dziri kusvikira vanhu vazhinji dziwanze kuvonga kuti Mwari akudzwe.

2 Vakorinde 4

2 Vakorinde 4:11-18