2 Vakorinde 3:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino kana kushumira kwakauyisa rufu, kwakanga kwakatemwa namavara pamabwe, kwakauya nokubwinya zvokuti vaIsraeri vakanga vasingagoni kuramba vakatarisa pachiso chaMozisi nokuda kwokubwinya kwacho, kunyange kwakanga kuchipfuura hako,

2 Vakorinde 3

2 Vakorinde 3:1-16