2 Vakorinde 3:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino isu, vane zviso zvisina kufukidzwa tose tinoratidza kubwinya kwaShe, tiri kushandurwa kuti tifanane naye nokubwinya kunoramba kuchiwedzerwa, kunobva kuna Ishe, anova iye Mweya.

2 Vakorinde 3

2 Vakorinde 3:15-18