2 Vakorinde 3:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hatina kufanana naMozisi aiisa chifukidziro pachiso chake kuti vaIsraeri varege kuchitarisa kupenya pakwainge kwava kupera.

2 Vakorinde 3

2 Vakorinde 3:11-16