2 Vakorinde 2:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ndakakunyorerai ndino kusuwa kukuru, nokurwadziwa mumwoyo uye nemisodzi mizhinji, kwete kuti ndikuchemedzei asi kuti ndikuzivisei udzamu hworudo rwangu kwamuri.

2 Vakorinde 2

2 Vakorinde 2:1-11