2 Vakorinde 2:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti hatina kufanana navazhinji vanokanganisa shoko raMwari vachida kuwana mugove kubva pariri. Asi, tinotaura muna Kristu nokutendeka pamberi paMwari, savanhu vakatumwa naMwari.

2 Vakorinde 2

2 Vakorinde 2:16-17