2 Vakorinde 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ndakanga ndisina rugare mumwoyo mangu, nokuti handina kuwanako Tito hama yangu. Saka ndakaonekana navo ndikaenda kuMasedhonia.

2 Vakorinde 2

2 Vakorinde 2:5-17