2 Vakorinde 13:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti kuti muve nechokwadi, akarovererwa pamuchinjikwa muutera, asi anorarama nesimba raMwari. Zvimwe chetezvo nesuwo tinorarama muutera maari, asi nesimba raMwari tiri vapenyu pamwe chete naye kuti tikushumirei.

2 Vakorinde 13

2 Vakorinde 13:1-7