2 Vakorinde 13:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndokusaka ndichinyora zvinhu izvi ndisipo, kuti kana ndauya ndirege kuzoita nehasha pakushandisa simba rangu, simba randakapiwa naIshe kuti ndikuvakei naro, kwete kukuparadzai.

2 Vakorinde 13

2 Vakorinde 13:5-14