2 Vakorinde 12:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange dai ndikasarudza kuzvirumbidza, handingavi benzi nokuti ndinenge ndichitaura chokwadi. Asi ndinorega zvangu, kuitira kuti pashayikwe munhu angafunga kuti ndiri mukuru kupfuura zvandinoita kana kutaura.

2 Vakorinde 12

2 Vakorinde 12:1-10