2 Vakorinde 12:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinoziva mumwe munhu ari muna Kristu, uyo makore gumi namana akapfuura akakwidzwa kudenga rechitatu. Kana zvakaitwa mumuviri kana kunze kwomuviri handizivi, Mwari ndiye anoziva.

2 Vakorinde 12

2 Vakorinde 12:1-10