2 Vakorinde 11:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakatadza here zvandakazvininipisa kuitira kuti imi mugokudzwa nokuparidzwa kwevhangeri raMwari kwamuri pachena pasina mutengo?

2 Vakorinde 11

2 Vakorinde 11:1-16