2 Vakorinde 11:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ndakanga ndiri parwendo nguva zhinji. Ndakava panjodzi dzenzizi, panjodzi dzamakororo, panjodzi dzovorudzi rwokwangu, panjodzi dzavaHedheni, panjodzi muguta, napanjodzi murenje, panjodzi mugungwa, napanjodzi pakati pehama dzenhema.

2 Vakorinde 11

2 Vakorinde 11:23-28