2 Vakorinde 11:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ivo varanda vaKristu here? Ndava kupenga, kana ndichitaura zvakadai. Ini ndiri muranda wake zvikuru. Ndakashanda zvokuvapfuura, ndakaiswa mutorongo kakawanda kuvapfuura, ndakarohwa zvikuru kwazvo, uye ndakatarisana norufu kazhinji.

2 Vakorinde 11

2 Vakorinde 11:15-32