2 Vakorinde 11:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti munoitira mwoyo murefu kunyange munhu wose anokuitai varanda kana anokubirai kana anokutapai kana anokuzvidzai kana anokurovai kumeso.

2 Vakorinde 11

2 Vakorinde 11:10-26