2 Vakorinde 10:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Imi muri kungoonera zvinhu pamusoro bedzi. Kana munhu achivimba kuti iye ndowaKristu, ngaarangarirewo zvakare kuti isu tiri vaKristu sezvaakaitawo iye.

2 Vakorinde 10

2 Vakorinde 10:4-11