2 Vakorinde 10:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndinokukumbirisai zvikuru kuti kana ndichinge ndasvika kwamuri ndirege kuzova nokushinga kwandinofanira kuva nako kuna vanhu avo vanofunga kuti tinorarama namararamiro enyika ino.

2 Vakorinde 10

2 Vakorinde 10:1-12