2 Vakorinde 10:16-18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

16. kuitira kuti tigoparidza vhangeri kumatunhu ari mberi kwenyu. Nokuti hatidi kuzvirumbidza nebasa rakaitwa kare munzvimbo dzavamwe vanhu.

17. Asi, “Anozvirumbidza ngaazvirumbidze muna She.”

18. Nokuti haazi uyo anozvirumbidza achanzi akatendeka, asi uyo anorumbidzwa naShe.

2 Vakorinde 10