2 Vakorinde 1:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwete nokuti tinoda kuremedza kutenda kwenyu, asi kuti tinobatsirana nemi kuti muve nomufaro, nokuti makamira zvakasimba nokuda kwokutenda.

2 Vakorinde 1

2 Vakorinde 1:15-24