2 Timoti 4:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti nguva ichasvika vanhu pavacharamba kuteerera dzidziso yakarurama. Asi vachida zvinovafadza ivo, vachazviunganidzira vadzidzisi vazhinji kuti vadzidzise zvinodiwa nenzeve dzavo.

2 Timoti 4

2 Timoti 4:2-13