2 Timoti 3:16-17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

16. Rugwaro rwose rwakafemerwa naMwari uye runobatsira pakudzidzisa, kurayira, kutsiura nokurairidza mukururama,

17. kuti munhu waMwari akwaniswe kwazvo agadzirirwa mabasa ose akanaka.

2 Timoti 3