2 Timoti 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvimwe chetezvo, kana munhu achikwikwidza somumhanyi, haagoni kuwana korona yokukunda kunze kwokunge apedza nhangemutange sezvakarayirwa.

2 Timoti 2

2 Timoti 2:3-14