2 Timoti 2:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ramba uchivayeuchidza zvinhu izvi. Uvayambire pamberi paMwari kuti varege kuita nharo pamusoro pamashoko; hazvina maturo, zvinongoparadza chete vaya vanoteerera.

2 Timoti 2

2 Timoti 2:6-24