2 Timoti 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndokusaka ndichitambudzika sezvandiri kuita. Asi handinyadziswi, nokuti ndinoziva wandakatenda, uye ndinoziva kwazvo kuti anogona kuchengeta chandakamupa kusvikira zuva iroro.

2 Timoti 1

2 Timoti 1:10-16