2 Samueri 9:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Mefibhosheti mwanakomana waJonatani, mwanakomana waSauro akati asvika kuna Dhavhidhi, akawira pasi nechiso chake kuti aratidze rukudzo.Dhavhidhi akati, “Mefibhosheti!” Iye akapindura akati, “Ndini muranda wenyu.”

2 Samueri 9

2 Samueri 9:1-11