2 Samueri 9:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akabvunza akati, “Hakuna mumwe akasara weimba yaSauro wandingaratidza tsitsi dzaMwari here?”Zibha akapindura mambo akati, “Kuchine mwanakomana waJonatani; akaremara makumbo ose.”

2 Samueri 9

2 Samueri 9:1-7