2 Samueri 9:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Zibha akati kuna mambo, “Muranda wenyu achaita zvose zvamunomurayira kuti aite imi, ishe wangu namambo. Naizvozvo Mefibhosheti akadya patafura yaDhavhidhi somumwe wavanakomana vamambo.”

2 Samueri 9

2 Samueri 9:3-13