2 Samueri 8:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaisa mapoka avarwi munyika yava Arame yeDhamasiko, vaAramu vakava varanda vake vakabvisiswa mutero. Jehovha akaita kuti Dhavhidhi akunde kwose kwose kwaakaenda.

2 Samueri 8

2 Samueri 8:2-16