2 Samueri 8:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro paizvozvo, Dhavhidhi akarwisa Hadhadhezari mwanakomana waRehobhi, mambo weZobha, paakaenda kundotorazve nyika yaiva mujinga morwizi Yufuratesi.

2 Samueri 8

2 Samueri 8:1-12