2 Samueri 8:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

akatuma mwanakomana wake Joramu kuna Mambo Dhavhidhi kundomukwazisa nokumukorokotedza pamusoro pokukunda kwaakanga aita Hadhadhezeri pakurwa, uye akanga amborwisana naTou. Joramu akauya nemidziyo yesirivha neyegoridhe neyendarira.

2 Samueri 8

2 Samueri 8:1-12