Zvino Mambo Dhavhidhi akapinda akandogara pamberi paJehovha, akati:“Ko, ini ndini aniko zvangu, nhai Ishe Jehovha, uye mhuri yangu chiiko, zvamandisvitsa pano?