2 Samueri 6:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Dhavhidhi akatsamwa nokuti Jehovha akanga atsamwira Uza, nokudaro kusvika zvino nzvimbo iyi inodaidzwa kuti Perezi Uza.

2 Samueri 6

2 Samueri 6:1-17