2 Samueri 6:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakaisa areka yaMwari mungoro itsva uye vakauya nayo kubva kumba kwaAbhinadhabhu, pachikomo. Uza naAhio, vanakomana vaAbhinadhabhu, ndivo vakanga vachifambisa ngoro itsva iyi

2 Samueri 6

2 Samueri 6:1-10