2 Samueri 6:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haana kuda kutora areka yaJehovha kuti aende nayo kuGuta raDhavhidhi. Asi akaitsautsira kumba kwaObhedhi-Edhomu muGiti.

2 Samueri 6

2 Samueri 6:6-16