2 Samueri 5:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dhavhidhi akagara munhare uye akaitumidza kuti Guta raDhavhidhi. Akavaka nzvimbo yose yakaipoteredza, kubva panheyo dzaitsigira rusvingo zvichipinda mukati.

2 Samueri 5

2 Samueri 5:1-10