2 Samueri 5:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo Dhavhidhi akaita sezvaakanga arayirwa naJehovha, uye akaparadza vaFiristia kubva paGibheoni kusvika kuGezeri.

2 Samueri 5

2 Samueri 5:17-25