2 Samueri 5:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Dhavhidhi akabvunza Jehovha akati, “Ndoenda here kundorwisa vaFiristia? Ko, muchavaisa mumaoko angu here?” Jehovha akamupindura akati, “Enda, nokuti zvirokwazvo ndichaisa vaFiristia mumaoko ako.”

2 Samueri 5

2 Samueri 5:12-21