2 Samueri 3:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munguva yehondo pakati peimba yaSauro neimba yaDhavhidhi, Abhineri akanga achisimbisa chinzvimbo chake muimba yaSauro.

2 Samueri 3

2 Samueri 3:1-11