2 Samueri 3:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Joabhu akabva pana Dhavhidhi ndokutumira nhume kuti dzitevere Abhineri, uye vakadzoka naye kubva patsime reSira. Asi Dhavhidhi haana kuzviziva.

2 Samueri 3

2 Samueri 3:22-32