2 Samueri 3:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo Joabhu akaenda kuna mambo akati, “Ko, chii chamaita? Tarirai, Abhineri akauya kwamuri. Ko, makaregerei achienda? Zvino atoenda zvake!

2 Samueri 3

2 Samueri 3:15-26