2 Samueri 24:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vakaenda vakananga kunhare yeTire nokumaguta ose avaHivhi navaKenani. Pakupedzisira, vakaenda kuBheerishebha zasi kweJudha.

2 Samueri 24

2 Samueri 24:6-8