2 Samueri 24:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwokuyambuka Jorodhani, vakadzika matende avo pedyo neAroeri, zasi kweguta riri mumupata, uye ipapo vakaenda napakati peGadhi nokuJazeri.

2 Samueri 24

2 Samueri 24:1-15