2 Samueri 24:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Arauna akati kuna Dhavhidhi, “Ishe wangu mambo ngaatore zvose zvinomufadza agozvipira kuna Jehovha. Hedzi nzombe dzechibayiro chinopiswa, uye iyi mipuro namajoko enzombe kuti dzive huni.

2 Samueri 24

2 Samueri 24:13-25