2 Samueri 24:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Arauna akati atarisa akaona mambo navanhu vake vachiuya vakananga kwaari, akabuda akandokotamira pasi pamberi pamambo chiso chake chakatsikitsira pasi.

2 Samueri 24

2 Samueri 24:14-25