2 Samueri 23:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Ko, imba yangu haisi yakadaro kuna Mwari here?Nokuti akaita sungano isingaperi neni,yakarongwa uye yakasimbiswa pazvinhu zvose.Ko, haachazozadzisi ruponeso rwangu uye agondipa zvose zvandinoda here?

2 Samueri 23

2 Samueri 23:1-8