2 Samueri 23:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndiwo akanga ari mabasa aBhenaya mwanakomana waJehoyadha; naiyewo akanga ano mukurumbira sowavarume vaya vatatu voumhare.

2 Samueri 23

2 Samueri 23:13-28