2 Samueri 23:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bhenaya mwanakomana waJehoyadha akanga ari munhu woumhare aibva kuKabhuzeeri, akaita zvinhu zvikuru. Akauraya varume vaviri veMoabhu vakanga vari mhare. Akapindawo mugomba kuchitonhora kwazvo musi uyo, akauraya shumba imomo.

2 Samueri 23

2 Samueri 23:13-26