2 Samueri 21:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rizipa mwanasikana waAya akatora nguo yesaga akazviwaridzira pamusoro pedombo. Kubva pakutanga kwokukohwa kusvikira pakunaya kwemvura ichibva kudenga pamusoro pemitumbi yavo, haana kutendera shiri dzedenga kuti dzivabate masikati kana zvikara zvesango usiku.

2 Samueri 21

2 Samueri 21:1-17