2 Samueri 20:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Joabhu akanga ari mukuru wehondo yose yeIsraeri; Bhenaya mwanakomana waJehoyadha akanga ari mukuru wavaKereti navaPareti;

2 Samueri 20

2 Samueri 20:21-26